GUNVOSTA – MARK GEEZO x QOUNFUZED (OFFICIAL VIDEO)
Qounfuzed ft Mark Geezo __Gunvosta
Credit
Produced by Mark Geezo
Mixed and Mastered by KSG Di Don
Visuals by USR
Written by Mcdonald Sheldon and Regis Takunda Mandangu
Lyrics
Zvekuitiswa Handichada
Zvekuitiswa Handichada
Zvekuitiswa Handichadaoo
Kudhara ikoko
Pawaita ukandisheedza ndaiuya ndichimhanya
Kudhara ikoko
Pawaindi Blue ticker ndotsanya
Ndaimhanya nema Gunvoster /
Moyo wangu wakatora ukaurosta/
Kudhara kwangu ndaimbofosa
Kudo ibofu handaiona
X2
(Ah haa)
Hollan !! Ndiani wauku texta pa wagwan?
Pauri ndiudze tirivangani?
You better let me go Iwe Satan
MaGunvosta akandidzidzisa/
Unotonyura murudo ukadhipisa/
Nezvivindi zvaanozvo kundivimbisa/
Maizowana andikitisa/
Ndaimhanya nema Gunvoster /
Moyo wangu wakatora ukaurosta/
Kudhara kwangu ndaimbofosa
Kudo ibofu handaiona
Ndakazochinja Moyo ndava Gunvosta
Energy Level yekwaVan Choga
Handichaite zvevanhu ndakugara Ndoga
Waitambisa moyo wangu kuita kamubhoga
Ooh oooo
Taimhanya tisina kwatiri kusvika/
Kwaingova kuzama asi tichikundika/
Waindishora uchiti ndakapfupika/
Ndaitokukumbira kuti unditi I love you too/
Ndichitonyengerera kuti unditi I miss you too
I miss you too!!
Kudhara ikoko
Pawaita ukandisheedza ndaiuya ndichimhanya
Kudhara ikoko
Pawaindi Blue ticker ndotsanya
Ndaimhanya nema Gunvoster /
Moyo wangu wakatora ukaurosta/
Kudhara kwangu ndaimbofosa
Kudo ibofu handaiona
Gal zvakapera handichateera
Vakakujaidza vakakunyepera
Wapera Wapera
Ukandidaidza Handichatevera
Zvekuitiswa handichada Zvekuitiswa Handichada
Zvekuitiswa Handichadaoooo
Comment ×